Tikugashirei kuti munzwisise AI/ML!

Tikugashirei!

Tikugashirei kuti munzwisise AI. Pane the next 5 days, tinokubatsirai kuti munzisise zvinhu zvese zviriko mazuvaano mu field re Artificial Intelligence ne Machine Learning.

Ini ndinonzi, Absolom Mugwagwa ndichange ndichikubatsirai kuti munzwisise course yakanyorwa muEnglish na Gant Lamborde inonzi AI/ML Demystified Mini-Course!. Ave mu field re  software developed for 20 years. 

Gant anyora code yakawanda kubva pa tuma small applications kusvika kumamwe makuru . Akaona ma break throughs nema inventions ezvinhu zvakawanda, asi hapana chinhu chinocompaya ma breakthroughs ne zvishamiso zvema recent advancements mu AI. 


Ne zvese izvi zviri exciting mu content ye AI, zviri easy kuti to feel a bit flooded. Imew content iri real, imwe haisi. Mamwe ma applications ari tangible, mamwe akangozara nema impenetrable buzzwords (manyepo). Kuti innovation iende mberi, tinoda an approachable base ye knowledge.

Fortunately, Infinite Red iri experienced ikuti iexplaine maadvanced concepts, ndozvakaita kuti Gant anyore free mini-course iyi.  Infinite Red i consulting firm, ine daily vision yekuti vanhu vanzwisise ma advanced concepts e everyday language. Ma developer havasi ma Ph.D. students or professors.

Course Ichifamba, Uchadzidzi ma key terms nema concepts e AI and get lots of concrete examples eku referencer. AI iri a far-reaching concept, saka course iyi inopinda into the most useful terms arikushandiswa nhasi, and that means focusing on a lot of Machine Learning.


Kuti tisataure zvakawanda, ngatipinde mu day 1!

Chi chinonzi Artificial Intelligence?

Artificial Intelligence izita rinoshandiswa panoitwa kuti ma computers aperform intelligent and dzimwenguva human-like operations that emulate living thought. Zvinagve zvinhu zviri simple se a lookup chart yekutamba tic-tac-toe, kana Chess iya inotamba mamoves akawanda ichidya vanhu even maChess Champions. 

AI ibroad term and inopinda zvinhu zvakawanda.

ANI ne AGI

AI ine 2 mamajor subcategories: AGI, inonzi Artificial General Intelligence, ne ANI, inonzi Artificial Narrow Intelligence. Zvinhu zvakawanda zvirikuitwa mazuva ano zvinopinda mucategory re ANI. Sekuidentifyer vanhu nezvinhu mumaphotos, mota dzinodriver dzega, kana kugadzria ma new photos evanhi or zvinhu zvisati zvamboonekwa!  Kunyangwe concept ye kutrainer mamachine kuona zvinhu isati yamboonekwa and iri impressive,machine haingazive zvekuti ne recognitions acho.


Tarisa uone iyi Halloween decoration inonakidza. Kunyangwe isu tichigona kuona tonakidzwa, ANI ingangogona kuona yopotsa zvachose kunzwisisa kuti chi chirikunakidza (Picture irikuratidza imbwa yadya muridzi wayo).

Hapana mota inozvidriver yega ichaforma rudo or opinion. Izvi zvinosiirwa AGI sezviya zvemumamovie escience fiction sana Terminator. AGI iconcept yekugadzirisa intelligence as a whole. ANI irikubatsira asi haisi kubatsira kuti tisvike kuAGI.


Machine Learning

ANI irimu Machine Learning (ML). inonzi artificial narrow intelligence. Machine Learning inobatsira kuti utore data yakawanda irimunyika woishandisa kuuita madecisions. uye inobatsira kuita faster and faster machines kuti ite process data as a teacher kuma algorithms. Machine Learning ine ma divi/categories akawanda, zvese relying on data zvakasiyana. Kazhinji kutaura, zvakadaro, Kudzidza kweMuchina kunotitendera kuwedzera ruzivo kudzidzisa nekunatsa algorithms, pane vanhu, kuita mamwe marudzi ebasa.

Munhu akanzianyore algorithm inogadzirisa grammar nema punctuation mistakes, anofanira kunge arigood at English language owana nzira yekuencoder knowledge yacho. Apedza, after makore ekushanda, onzi basa raaita risupporte Spanish punctuation ne grammar. Munhu anoramba basa racho because of the hardwork yaanenge aisa pa English! Asi akatrainer algorithm kuti aite basa iri, pane ma gomo ema books nema articles ekuita draw from. Zviri faster and easier kuti machine aite chew through information yese iyi yogadzira same tool in all languages. 

Apa ndipo pane power ye Machine Learning AI. MaComputers agara ari impressive kuita ma tedious tasks asingagone kuitwa nemuhu - munhu anoneta. Mu age ye data, kushandisa ma computers kuti aite teach, predict, neku simplifyer algorithms zviri kubatsira zvisatizvamboonekwa. Toshandisa AI kuti tiite detect spam, flag fraud, kuone handwriting kana speech, kana ku secure our data tichishadisa face sepaya paunoita login instead of kushadisa username ne password unondoshandisa your face.

Tikanzwisisa zvese izvi tinogona kushandisa AI kugadzira zvinhu zvakawanda zvingabatsira in advancement of the world.

Tisu tinogadzira - zvatinogadzira zviri up to us mapossibilitilies ari endless.


Click "Complete and continue" at the top to take the quiz

Complete and Continue