Shona - Kunzwisisa AI : 5-Day Mini-Course
Dzidza ma concepts e AI in a friendly course
Artificial Intelligence haisi yevakadzidza chete, madata scientists ne nyaya dze sci-fi. Course Iyi yemahara yemazuva mashanu i mini-kosi inoita introduce maconcepts, types nema business applications e AI ne Machine Learning..
Zvaunowana ukaita course iyi :
- Unowana Expert instruction kubva kune Google-certified AI developer
- Unowana introduction kuma important AI and Machine Learning concepts, matypes nema applications
- Mapractical Actionable assignments nema quizzes kuti unyatsonwazisisa zvavadzidza
- NeCertificate re completion kuti uiise pa LinkedIn ne portfolio kana C.V
Panopera mini-course, unenge wakutaura intelligently ma AI buzzwords, ma common types e AI ne Machine Learning nemapractical uses awo mu business applications.
Your Instructor
Senior Full-stack Developer at Ringier SA
Frequently Asked Questions
Ko iyo kosi inotanga uye inopera rinhi?
Iyo kosi inotanga ikozvino uye haiperi! Kosi iri self paced - ndiwe unoita decide paunotanga nepaunopedza.
Kusvika rini ndichigona kuwana kosi?
Ukaita enroll, Kosi haiite expire, unogona kuiwana kusvikira iwewe usisade kuiwana. Uye unogona kuita access pa computer, phone kana mamwe ma devices.
Kosi iyi inobhadhara chii?
Iyi kosi yaubhadhare anything iri FREE!!!